TT Ads

King Shaddy drops a new tune titled Kucheudza Pfungwa which cautions married couple from some mischievous acts from their other half. Mungwarire! Stream and download the song below.

LYRICS

Ukaone muparavara, wababa wakudikitira ziva kuti vabatwa

Kana vakukwenya kwenya ndebvu, face yavo yakozhomoka

Ukanzwa zvanzi sorry samaita, zvaitika izvi handichazviita

Ziva kuti amai vane zvavaita, ziva kuti amai vabatwa

Phone irikurira mumba munamai zvonzi makanika varikufona

Zvonzi nababa musadaire, chikwereti akasevisa gearbox

Mai vaenda kubucha nyanyanya, nguva yavatovara variko yanyanya

Nyama irimupoto haisi yedhora kasi nekukara baba vodya vakanyarara

chorus

Ana mhamha mungwarire manamba anosevwa akanzi makanika mumafoni

Ana baba mungwarire manamba anosevwa akanzi driver vejoni

Ndangoti mungwarire, mungwarire iyeiyeiye x2

> DOWNLOAD HERE <<

 

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *
You may use these HTML tags and attributes: <a href="" title=""> <abbr title=""> <acronym title=""> <b> <blockquote cite=""> <cite> <code> <del datetime=""> <em> <i> <q cite=""> <s> <strike> <strong>

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.